Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Kukunda rufuChikamu

Victory over Death

DAY 1 OF 7

Namata: Mwari, batanai neni pano, ndichikutsvakai mushoko renyu. Tanga wakatarisisa uye wakavhura mwoyo wako uone Mwari vakakubatirei.

Verenga: chikamu cheMagwaro chakasarudzwa uchinonokera. Batisisa mashoko anomutsa mwoyo uye ugoadzokorora.
Fungisisa: icho chakubata pawanga uchiverenga. Funga kuti Mwari ari kutaura newe zvipi panguva ino muhupenyu hwako.

Ita: sezvarehwa nenyaya. Taura naMwari wakamunanga nezviri mupfungwa nemumwoyo mako. Tsvaka nzira dzekurarama zvawadzidza.


  


Umwe neumwe wevaverengi vedu ane nyaya yake yekusangana kwaanoita neBhabheri. Tinokukoka kuti ubaye chinongedzo chiri pazasi, kuti tidzidze zvakawanda nezvako nevamwe vadzidzi vakaita sewe. Kubata kwako nesu kunobatsira veAmerican Bible Society kuti varambe vachitipa zvirongwa zveBhaibheri zvemhando yepamusoro kutitira vanhu vari kwese-kwese uye kuchabatsirawo kugadzirwa kwezvirongwa zvitsva zveBhaibheri.


Tanga tsvakurudzo  


Zuva 2

About this Plan

Victory over Death

Tinogara tichiudzwa, "Ndechimwe chikama chehupenyu," asi mashoko aneta haabvisi marwadzo ekurashikirwa nemudiwa. Dzidza kumhanyira kuna Mwari apo watarisana nezvakagozha zvehupenyu.

We would like to thank American Bible Society for their generosity in providing this Uncover the Word reading plan. To learn more about Uncover the Word, please visit: www.AmericanBible.org

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy