Mapisarema 111:1-3
Mapisarema 111:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidzai Jehovha. Ndicharumbidza Jehovha nomwoyo wangu wose, padare ravakarurama nepagungano. Mabasa aJehovha makuru; anorangarirwa navose vanofara maari. Mabasa ake ndeokukudzwa noumambo, uye kururama kwake kunogara nokusingaperi.
Mapisarema 111:1-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hareruya! Ndichavonga Jehovha nomwoyo wangu wose, Parangano yavakarurama, napaungano. Mabasa aJehovha makuru, Anocherechedzwa navose vanoafarira. Basa rake rinoratidza kukudzwa noumambo; Kururama kwake kunogara nokusingaperi.
Mapisarema 111:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Areruya. Ndichatenda TENZI nomwoyo wangu wose mugungano ravakarurama, musangano. Mabasa aTENZI makuru anodzidzwa navose vanoafarira. Basa rake rino mukurumbira nechiremera, ururami hwake hunogara huripo nokusingaperi.
Mapisarema 111:1-3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Hareruya! Ndicaʋoŋga Jehova nomŋoyo waŋgu wose, Paraŋgano yaʋakarurama, napaʋuŋgano. Maɓasa aJehova makuru, Anocerekedzwa naʋose ʋanoafarira. Ƃasa rake rinoratidza kukudzwa noʋumambo; Kururama kwake kunogara nokusiŋgaperi.
Mapisarema 111:1-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Areruya. Ndichatenda TENZI nomwoyo wangu wose mugungano ravakarurama, musangano. Mabasa aTENZI makuru anodzidzwa navose vanoafarira. Basa rake rino mukurumbira nechiremera, ururami hwake hunogara huripo nokusingaperi.