Hareruya! Ndicaʋoŋga Jehova nomŋoyo waŋgu wose, Paraŋgano yaʋakarurama, napaʋuŋgano. Maɓasa aJehova makuru, Anocerekedzwa naʋose ʋanoafarira. Ƃasa rake rinoratidza kukudzwa noʋumambo; Kururama kwake kunogara nokusiŋgaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 111
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 111:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo