VaFiripi 3:13
VaFiripi 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hama dzangu, handisi kuti ndatochibata. Asi ndinoita chinhu chimwe: Ndinokanganwa zviri shure ndichivavarira zviri mberi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hama dzangu, ini handiti ndatochibata, asi ndinoita chinhu chimwe: ndinokanganwa zviri shure, ndichinanavira kune zviri mberi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hama dzangu, ini handingati mubayiro iwoyo ndakatouwana kare asi chinhu chimwechete chandinoita ndechokuti, ndinokanganwa zveshure ndoramba ndichivavarira zviri mberi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3