Hama dzangu, ini handingati mubayiro iwoyo ndakatouwana kare asi chinhu chimwechete chandinoita ndechokuti, ndinokanganwa zveshure ndoramba ndichivavarira zviri mberi.
Verenga chikamu Vafiripi 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Vafiripi 3:13
3 Mazuva
Shoko raMwari riri kuramba richiyeuchidza VaFiripi kunyange nesuwo kuti kubudikidza nekutenda kwedu, Kristu vakatichengetera nzvimbo. Apo tinoramba tichiziva Kristu, tinorambawo tichiona kusanyanya kukosha kweupfumi hwenyika ino. Chinangwa chedu ndeche kuziva Kristu nesimba rake. Vakakomborerwa avo vanovimba nekuva nemufaro muna Jesu.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo