Joshua 5:14
Joshua 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye akapindura achiti, “Kwete, asi ndauya ini mukuru wehondo yaJehovha.” Ipapo Joshua akawira pasi nechiso chake akanamata, uye akamubvunza achiti, “Ishe wangu, mune shoko reiko kumuranda wenyu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 5Joshua 5:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye akati, “Kwete, asi ndauya ini mukuru wehondo yaJehovha.” Ipapo Joshua akawira pasi nechiso chake, akanamata kwaari, akati kwaari, “Ishe wangu unoreveiko kumuranda wake?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 5Joshua 5:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye akati, “Kwete. Asi ndauya somutungamiriri wehondo yaTenzi.” Ipapo Joshuwa akati pasi zvambarara, achimuremekedza achiti, “Changamire, chiiko chamunoda kutaura neni muranda wenyu?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Joshua 5