Hosea 9:17
Hosea 9:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwari wangu achavaramba nokuti havana kumuteerera; vachava vadzungairi pakati pendudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 9Hosea 9:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwari wangu achavarasha, nokuti havana kumunzwa; vachava vadzungairi pakati pamarudzi avanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 9Hosea 9:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwari wangu achavarasa, nokuti havana kumuteerera; vachava vadzungairi mukati mavanhu vechirudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 9