Genesisi 36:13
Genesisi 36:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza. Ava ndivo vaiva vazukuru vaBhasemati mukadzi waEsau.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36Genesisi 36:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanakomana vaRueri ndivo: Nahati, naZera, naShama naMiza; ndivo vanakomana vaBhasimati, mukadzi waEsau.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36Genesisi 36:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Genesisi 36