Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 36:13

Mavambo 36:13 SCLB

Avawo ndivo vanakomana vaRueri kwaiti, Nahati naZera naShama naMiza. Ivava ava ndivo vanakomana vaBhasimati mukadzi waEsau.

Verenga chikamu Mavambo 36