Genesisi 16:2 - Compare All Versions
Genesisi 16:2 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
saka akati kuna Abhurama, “Jehovha akandikonesa kubereka vana. Enda hako undovata nomurandakadzi wangu; zvimwe ndingaita mhuri kubudikidza naye.” Abhurama akabvuma zvakanga zvataurwa naSarai.
Genesisi 16:2 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sarai akati kuna Abhuramu, “Tarira Jehovha wakandikonesa kubereka, pinda hako kumurandakadzi wangu, zvimwe ndingawana vana naye.” Abhuramu akateerera shoko raSarai.
Genesisi 16:2 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Sarai akati kunaAbrama: Tarira, Jehova wakandikonesa kuɓereka; pinda hako kumurandakadzi waŋgu, ɀimŋe ndiŋgawana ʋana naye. Abrama akaterera shoko raSarai.
Genesisi 16:2 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai.
Genesisi 16:2 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai.