Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mavambo 16:2

Mavambo 16:2 SCLBD

Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai.

Verenga chikamu Mavambo 16