Ezekieri 33:7
Ezekieri 33:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire yeimba yaIsraeri; saka inzwa shoko randinotaura ugovaudza yambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 33Ezekieri 33:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Saizvozvowo iwe Mwanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsiraeri; naizvozvo chinzwa shoko rinobuda mumuromo mangu, uvanyevere panzvimbo yangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 33Ezekieri 33:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Saizvozvo iwe mwanakomana womunhu, ndakuita nharirire yemba yokwaIsiraeri. Ukangonzwa shoko pamuromo pangu unofanira kupa vanhu yambiro inobva kwandiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 33