Ezekieri 33:7
Ezekieri 33:7 SUB1949
Saiɀoɀo ʋo iwe mŋanakomana womunhu, ndakakuita nharirire paimba yaIsraeri; naiɀoɀo cinzwa shoko rinoɓuɗa mumuromo maŋgu, uʋanyeʋere panɀimbo yaŋgu.