Mabasa 4:30-31
Mabasa 4:30-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tambanudzai ruoko rwenyu kuti muporese uye muite zviratidzo nezvishamiso kubudikidza nezita raJesu muranda wenyu mutsvene.” Shure kwokunge vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana pairi yakazungunuswa. Uye vose vakazadzwa noMweya Mutsvene vakataura shoko raMwari vasingatyi.
Mabasa 4:30-31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
mutambanudze ruoko rwenyu kuzoporesa; nezviratidzo nezvishamiso zviitwe nezita raJesu, Muranda wenyu mutsvene.” Zvino vakati vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana ikazununguswa; vakazadzwa vose naMweya Mutsvene, vakataura shoko raMwari vasingatyi.
Mabasa 4:30-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
imi makasimudza ruoko rwenyu kuti rurape uye muitewo kuti zviratidzo nezvishamiso zviitwe nezita romuranda wenyu mutsvene, Jesu.” Pavakapedza kunamata nzvimbo yavakanga vakaungana yakandengendeka vakabva vazadzwa vose naMweya Mutsvene vakataura izwi raMwari nechivindi.
Mabasa 4:30-31 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
mutambanudze ruʋoko rwenyu kuzoporesa; neɀiratidzo neɀishamiso ɀiitwe nezita raJesu, Muranda wenyu mutȿene. Ɀino ʋakati ʋanyeŋgetera, nɀimbo yaʋakaŋga ʋakaʋuŋgana pairi ikazunuŋguswa; ʋakazadzwa ʋose noMŋeya Mutȿene, ʋakataura shoko raMŋari ʋasiŋgatyi.
Mabasa 4:30-31 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)