Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Maɓasa Aʋaapostora 4:30-31

Maɓasa Aʋaapostora 4:30-31 SUB1949

mutambanudze ruʋoko rwenyu kuzoporesa; neɀiratidzo neɀishamiso ɀiitwe nezita raJesu, Muranda wenyu mutȿene. Ɀino ʋakati ʋanyeŋgetera, nɀimbo yaʋakaŋga ʋakaʋuŋgana pairi ikazunuŋguswa; ʋakazadzwa ʋose noMŋeya Mutȿene, ʋakataura shoko raMŋari ʋasiŋgatyi.