Mabasa 2:31 - Compare All Versions
Mabasa 2:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiona zviri mberi, akataura nezvokumuka kwaKristu, kuti akanga asina kusiyiwa muguva, uye muviri wake hauna kuona kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 BDSCMabasa 2:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvaaiona zviri mberi, akareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti haana kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SNA2002Mabasa 2:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLBDMabasa 2:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
ɀaaiʋona ɀiri mberi, wakareʋa pamsoro pokumuka kwaKristu, kuti haanakusiyiwa paHadesi, nenyama yake hainakuʋora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SUB1949Mabasa 2:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.
Pakurirana nevamwe
Mabasa 2 SCLB