Maɓasa Aʋaapostora 2:31
Maɓasa Aʋaapostora 2:31 SUB1949
ɀaaiʋona ɀiri mberi, wakareʋa pamsoro pokumuka kwaKristu, kuti haanakusiyiwa paHadesi, nenyama yake hainakuʋora.