Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 Samueri 7:8 - Compare All Versions

2 Samueri 7:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Naizvozvo zvino, udza muranda wangu Dhavhidhi kuti, ‘Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: Ndakakutora kubva kumafuro kwawaifudza makwai kuti uve mutongi wavanhu vangu vaIsraeri.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 7 BDSC

2 Samueri 7:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Naizvozvo zvino, unofanira kuti kumuranda wangu Dhavhidhi, Zvanzi naJehovha wehondo, “Ndakakutora kumafuro, kwawakanga uchifudza makwai, kuti uve mubati wavanhu vangu vaIsiraeri

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 7 SNA2002

2 Samueri 7:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvino chienda utaurire muranda wangu Dhavhidhi kuti zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ndakakutora kumafuro kwawaifudza zvipfuwoka iwe kuti uve ishe wavanhu vangu, vaIsiraeri.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 7 SCLBD

2 Samueri 7:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Naiɀoɀo ɀino, unofanira kuti kumuranda waŋgu Davidi: Ɀanzi naJehova wehondo: Ndakakutora kumafuro, kwawakaŋga ucifudza makwai, kuti uʋe muɓati waʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 7 SUB1949

2 Samueri 7:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvino chienda utaurire muranda wangu Dhavhidhi kuti zvanzi naTenzi wehondo nehondo, ndakakutora kumafuro kwawaifudza zvipfuwoka iwe kuti uve ishe wavanhu vangu, vaIsiraeri.

Pakurirana nevamwe
2 Samueri 7 SCLB