Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

II Samueri 7:8

II Samueri 7:8 SUB1949

Naiɀoɀo ɀino, unofanira kuti kumuranda waŋgu Davidi: Ɀanzi naJehova wehondo: Ndakakutora kumafuro, kwawakaŋga ucifudza makwai, kuti uʋe muɓati waʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri