2 Madzimambo 5:10
2 Madzimambo 5:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Erisha akatuma nhume yake kwaari achiti, “Enda unoshamba kanomwe muJorodhani, ipapo nyama yako ichadzoredzerwa pakare uye uchava wakanatswa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 52 Madzimambo 5:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, “Enda, undoshamba kanomwe muna Jorodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 52 Madzimambo 5:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Erisha akamutumira nhume kundoti, “Enda undoshamba kanomwe kuna Jorodhani muviri wako uchapora woita sezvawaimbova uchibvawo wachenurwa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 5