2 Madzimambo 5:10
2 Madzimambo 5:10 SNA2002
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, “Enda, undoshamba kanomwe muna Jorodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka.”