2 Madzimambo 4:34
2 Madzimambo 4:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akakwira pamubhedha akatsivama pamusoro pomwana, akaisa muromo wake pamuromo womwana, nameso ake pameso omwana, uye maoko pamaoko ake. Paakatsivamira pamusoro pake, muviri womukomana wakatanga kudziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akakwira, akatsivama pamusoro pomwana, akaisa muromo wake pamuromo wake, nameso ake pameso ake, namaoko ake pamaoko ake; akatsivama pamusoro pake, nyama yomwana ikadziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 42 Madzimambo 4:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakwirapo, akatsivama pamusoro pomwana uyu akaisa muromo pamuromo wake, maziso pamaziso ake, maoko akaaisa pamaoko ake. Paakanga akatsivama pamusoro pake kudaro, muviri womwana wakatanga kudziya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 2 Madzimambo 4