II Madzimambo 4:34
II Madzimambo 4:34 SUB1949
Akakwira, akatsiʋama pamsoro pomŋana, akaisa muromo wake pamuromo wake, nameso ake pameso ake, namaʋoko ake pamaʋoko ake; akatsiʋama pamsoro pake; nyama yomŋana ikadziya.