Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaTesaronika 1:10 - Compare All Versions

1 VaTesaronika 1:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye kuti mumirire Mwanakomana wake anobva kudenga, uyo waakamutsa kubva kuvakafa, Jesu, anotinunura kubva pakutsamwa kuchauya.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 1 BDSC

1 VaTesaronika 1:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

nokumirira Mwanakomana wake pakubva kwake kudenga, iye waakamutsa kuvakafa, ndiye Jesu anotisunungura pakutsamwa kunouya.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 1 SNA2002

1 VaTesaronika 1:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

nokumirira Mŋanakomana wake pakubva kwake kuɗeŋga, iye waakamutsa kuʋakafa, ndiye Jesu unotisunuŋgura pakutsamŋa kunoʋuya.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 1 SUB1949

1 VaTesaronika 1:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

uye kumirira kwamunoita Mwanakomana wake kubva kudenga iye waakamutsa kuvakafa, Jesu anotinunura kuhasha dzaMwari dziri kuuya.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 1 SCLB

1 VaTesaronika 1:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

uye kumirira kwamunoita Mwanakomana wake kubva kudenga iye waakamutsa kuvakafa, Jesu anotinunura kuhasha dzaMwari dziri kuuya.

Pakurirana nevamwe
1 VaTesaronika 1 SCLBD