1 Vatesaronika 1:10
1 Vatesaronika 1:10 SCLBD
uye kumirira kwamunoita Mwanakomana wake kubva kudenga iye waakamutsa kuvakafa, Jesu anotinunura kuhasha dzaMwari dziri kuuya.