1 Madzimambo 4:34 - Compare All Versions
1 Madzimambo 4:34 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakauya vachibva kunyika dzose kuti vazonzwa uchenjeri hwaSoromoni; vakauya vachitumwa namadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 BDSC1 Madzimambo 4:34 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vamarudzi ose vakauya kuzonzwa kungwara kwaSoromoni, vakabva kumadzimambo ose enyika, vakanga vanzwa zvokungwara kwake.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SNA20021 Madzimambo 4:34 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Vanhu vaiuyako vachibva kundudzi dzose kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni vachibvawo kumadzimambo ose apasi pano akanga anzwa nezvoungwaru hwake.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SCLBD1 Madzimambo 4:34 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ʋanhu ʋamarudzi ose ʋakaʋuya kuzonzwa kuŋgwara kwaSoromoni, ʋakabva kumadzimambo ose enyika, ʋakaŋga ʋanzwa ɀokuŋgwara kwake.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SUB19491 Madzimambo 4:34 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaiuyako vachibva kundudzi dzose kuzonzwa ungwaru hwaSoromoni vachibvawo kumadzimambo ose apasi pano akanga anzwa nezvoungwaru hwake.
Pakurirana nevamwe
1 Madzimambo 4 SCLB