1 Makoronike 29:17
1 Makoronike 29:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoziva, Mwari wangu, kuti munoedza mwoyo uye munofadzwa nokururama. Zvinhu zvose izvi ndakupai ndichida uye nomwoyo wakatendeka. Uye zvino ndaona ndikafadzwa namapiro aita vanhu venyu vari pano kwamuri nomwoyo unoda.
1 Makoronike 29:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
ndinozivawo Mwari wangu, kuti imi munoidzawo mwoyo, munofanira kurarama. Kana ndirini, ndakapa izvi zvose nomwoyo wakarurama nomwoyo wose; zvino ndakafara ndichiona vanhu venyu vari pano vachikupai nomwoyo wose.
1 Makoronike 29:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Mwari wangu ndinoziva kuti munoongorora mwoyo womunhu uye kuti munofarira kururama; nokururama ikoko mumwoyo mangu ndapa zvinhu zvose izvi nomwoyo unoda. Iye zvino ndaonawo vanhu venyu ava vari pano vachikupaiwo zvipo nomwoyo unoda vachifara.
1 Makoronike 29:17 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ndinoziʋa ʋo Mŋari waŋgu, kuti imi munoidza mŋoyo, munofarira kururama. Kana ndirini, ndakapa iɀi ɀose nomŋoyo wakarurama nomŋoyo wose; ɀino ndakafara ndiciʋona ʋanhu ʋenyu ʋari pano ʋacikupai nomŋoyo wose.
1 Makoronike 29:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)