Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

I Makoronike 29:17

I Makoronike 29:17 SUB1949

ndinoziʋa ʋo Mŋari waŋgu, kuti imi munoidza mŋoyo, munofarira kururama. Kana ndirini, ndakapa iɀi ɀose nomŋoyo wakarurama nomŋoyo wose; ɀino ndakafara ndiciʋona ʋanhu ʋenyu ʋari pano ʋacikupai nomŋoyo wose.