1 Makoronike 16:36
1 Makoronike 16:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidzai Jehovha, Mwari waIsraeri, kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Ipapo vanhu vose vakati, “Ameni” uye vakarumbidza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, Kubva pakusingaperi kusvikira pakusingaperi. Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:36 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi ngaarumbidzwe, narini narini Mwari weIsiraeri.’ ” Vanhu vose vakati, “Ameni,” vakarumbidza Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 16