1 Makoronike 16:25
1 Makoronike 16:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kwazvo kurumbidzwa; anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha mukuru, anofanira kurumbidzwa kwazvo; Iye anofanira kutyiwa kupfuura vamwari vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Tenzi mukuru anofanira kurumbidzwa chaizvo. Pavamwari vose zvavo ndiye chete anofanira kutyiwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 16