1 Makoronike 16:22
1 Makoronike 16:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Musabata vazodziwa vangu; musaitira vaprofita vangu zvakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achiti, “Musagunzva vazodzwa vangu, Navaporofita vangu musavaitira chakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
achiti: ‘Musambobata-bata zvenyu vangu vandakazodza, vaporofita vangu musawane chamunoita kwavari.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 16