1 Makoronike 16:12
1 Makoronike 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rangarirai zvishamiso zvaakaita, zviratidzo zvake uye nemitongo yaakareva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rangarirai mabasa ake anoshamisa, aakaita; Zvishamiso zvake, nezvaakatonga nomuromo wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 161 Makoronike 16:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rangarirai zvishamiso zvaakaita, zviratidzo nemirao zvakabuda mumuromo make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Makoronike 16