Ndava rudzi ruchamukira rudzi, noumambo huchamukira umambo, kuchava nonzara nokugwetedzeka kwonyika munzvimbo dzizinji. Zvese zvakarezvi zvichava mavambo yokudzimba kwomimba.
Verenga chikamu Mateo 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mateo 24:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo