Ipopo adoenda naye kuJerusarema, ndokumugadzika pakatorotoro koimba yaMwari, ndokuti kwaari, “Kana uri Mwanakomana waMwari, zvikhandire pasi kubva pakarepano. Ndava kudonyohwa kuti, ‘Acharaira ngirozi dzache pamusoro pako, kuti dzikuchengete.’ Futi dzichakukacha, kuti gumbo rako rireke kurovera padombo.’” Zvino Jesu adomupindura achiti, “Zvidotauhwa kuti, ‘Rega kuedza Ishe Mwari wako.’”
Verenga chikamu Ruka 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 4:9-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo