Mbatiti pakati penyu pano anoda kuvakha chirindo, haangareke kuthanga wagara pasi achiverenga mutengo wachene, kuti aone kana anomari inokwana kusvika pakupedzisa kuvakha chirindocho. Ndava kana akathanga kuvakha nheyo, wodzotadza kupedzisa, vese vanoiona vanothanga kumunyadza, vachiti, ‘Munhu uyu adothanga kuvakha, manje watadzirira kupedzisa.’
Verenga chikamu Ruka 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ruka 14:28-30
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo