Nokudaro panyaya yakarei ndinokunyepai vanhu vakareva rekai kuvabata, nokuti kana kufunga kwakareku nobasa rakareri zviri zvovanhu, zvichaparara. Asi kana zviri zvaMwari, hamukwanisi kuvakunda, ndava mungadzodaro muchipikisana naMwari!”
Verenga chikamu Mabasa yoNhumwa 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa yoNhumwa 5:38-39
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo