Hama dzinodiwa, musashamisike nomiyedzo inohwadza, irikuuya kwamuri kudzokuedzai, sekunge chinhu chisingazikane chiri kuitika kwamuri. Asi farai kuti muri kutora chikamu chomatambudziko yaKhirisitu, kuitira kuti mudzosokoka kufara kana kubhwinya kwache kuchiratidziwa.
Verenga chikamu 1 Pita 4
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Pita 4:12-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo