Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 3:12-13

Numeri 3:12-13 SUB

“Tarira, ini ndimene ndakatora vaRevhi pakati pavana VaIsiraeri panzvimbo yamatangwe ose anotanga kuzarura chizvaro pakati pavana VaIsiraeri; vaRevhi ndavangu; nokuti matangwe ose ndaangu; musi wandakauraya matangwe ose panyika yeIjipiti, ndakazvitsaurira matangwe ose paVaIsiraeri, pavanhu napazvipfuwo; anofanira kuva angu; ndini Jehovha.”

Verenga chikamu Numeri 3