Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hosiya 10:13

Hosiya 10:13 SUB

Makarima zvakashata, makacheka zvakaipa, makadya zvibereko zvenhema, nokuti makanga muchivimba nenzira yenyu, uye nokuwanda kwemhare dzenyu.

Verenga chikamu Hosiya 10