Hosea 10:13
Hosea 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi makarima uipi, mukacheka zvakaipa, makadya zvibereko zvounyengeri, nokuti makavimba nesimba renyu uye navarwi venyu vakawanda
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Makarima zvakashata, makacheka zvakaipa, makadya zvibereko zvenhema, nokuti makanga muchivimba nenzira yenyu, uye nokuwanda kwemhare dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10Hosea 10:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makarima uipi mukakohwa zvisina ruenzaniso, makadya muchero wenhema. Pamusana pokuti makavimba nengoro dzenyu dzehondo nokuwanda kwavarwi venyu vehondo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 10