Ezekieri 36:26
Ezekieri 36:26 SUB
Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama.