Ezekieri 36:26
Ezekieri 36:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichakupai mwoyo mutsva nokuisa mweya mutsva mukati menyu, ndichabvisa mwoyo webwe mamuri ndigoisa mwoyo wenyama mukati menyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichakupaiwo mwoyo mutsva, nokuisa mukati menyu mweya mutsva; ndichabvisa mwoyo webwe panyama yenyu, ndikupei mwoyo wenyama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36Ezekieri 36:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndichakupai mwoyo mutsva ndigoisa mamuri mweya mutsva. Ndichabvisawo mamuri mwoyo wedombo ndichikupai mwoyo wenyama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 36