akatiponesa, kwete nokuda kwezvinhu zvakarurama zvatakaita, asi nokuda kwetsitsi dzake. Akatiponesa kubudikidza nokuberekwa patsva nokuvandudzwa noMweya Mutsvene, uyo waakadurura wakawanda kwazvo pamusoro pedu kubudikidza naJesu Kristu Muponesi wedu
Verenga chikamu Tito 3
Terera ku Tito 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tito 3:5-6
3 Mazuva
Takaporeswa Nenyasha inzvimbo yemufungo wemazuva oseinokurukura nezvenyasha dzaMwari. Tinoongorora hupfumirwerudo rwaMwari, chipo cheruponeso nenyasha kuburikidzanekutenda, uye mabasa akanaka aakagadzirira mumwenemumwe wedu kuti tiite. Ngatiti kukurei pamwe chetemukunzwisisa kwedu kunoshamisa kwenyasha dzaMwari.
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo