Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 3:2 BDSC
Ndichasimuka zvino ndinofamba-famba muguta, mumigwagwa yaro nomuzvivara zvaro; ndichatsvaka iye anodiwa nomwoyo wangu. Saka ndakamutsvaka asi handina kumuwana.