Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12-13

Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1:12-13 BDSC

Mambo paakanga agere patafura yake, munhuwi wamafuta andainge ndazora wakapararira. Mudiwa wangu, kwandiri akaita sakahomwe kemura kanogara pakati pamazamu angu.