Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 9:20-21

VaRoma 9:20-21 BDSC

Zvino iwe munhu, ndiwe aniko, kuti upindure Mwari? “Chakaumbwa chingati kune akachiumba, ‘Wakandiitirei zvakadai?’ ” Muumbi wehari haana simba pamusoro pevhu here, kuti nebundu rimwe chetero aite mimwe midziyo inokudzwa nemimwe midziyo isingakudzwi?