Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 8:14-15

VaRoma 8:14-15 BDSC

nokuti vaya vanotungamirirwa noMweya waMwari ndivo vana vaMwari. Nokuti hamuna kugamuchira mweya wouranda kuti muitwezve varanda vokutya, asi makagamuchira Mweya wokuitwa vana, uya watinodana naye tichiti, “Abha, Baba.”