Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 14:12-13

VaRoma 14:12-13 BDSC

Saka, naizvozvo mumwe nomumwe wedu achazvidavirira kuna Mwari. Naizvozvo ngatiregei kuramba tichipana mhosva. Asi munhu ngaarege kuisa chigumbuso kana chipinganidzo munzira yehama yake.