Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaRoma 10:2-3

VaRoma 10:2-3 BDSC

Nokuti ndinovapupurira kuti vanoshingairira Mwari, asi kushingairira kwavo havakuiti nokuziva. Nokuti, sezvo vakanga vasingazivi kururama kunobva kuna Mwari uye vakatsvaka kumisa kururama kwavo pachavo, havana kuzviisa pasi pokururama kwaMwari.