Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvakazarurwa 21:6-7

Zvakazarurwa 21:6-7 BDSC

Akati kwandiri, “Zvaitwa. Ndini Arifa naOmega, wokutanga newokupedzisira. Kuna iye ane nyota ndichamupa kuti anwe, asingaripi, kubva mutsime remvura youpenyu. Anokunda achapiwa nhaka iyi yose, uye ndichava Mwari wake, uye iye achava mwanakomana wangu.